![SOKO ft. Billz](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/10/30/a0a20388fd5341fb8194ba4e3b0d0831_464_464.jpg)
SOKO ft. Billz Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2023
Lyrics
Soko
Pasina Chido putsai
Zvine rudo vakai
Mufaro chipo imbai
Ndaimba rwiyo tambai
Zvingareme kutanga
Chine simba chinokura musora
Mungamuteye tinosuwa discongara
Taneta nekudhiza foromani
Kana mati soko
Mvura ,paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva
Kana mati svoto Mvura paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva unodhumira
I cant believe tine nzara ndine nzara matibata toti faya ndirifaya
Musatikanya tinomhanya tinovhaya
Kuvhurika kwemeso chamupidigori
Kutendeka kutendeka kutendeka
Mukana unoburika wachachura mayereka
Kana matigura ruchiva runoyerera
Impilo yamnandi mufunge tinonakirwa
Toti jabula hatina nguva yekusuwa
Hana inorova mukagara kuchikuva
Handina kudzikama pakati pekusuwa
Pese pamunodialer moyo unofutwa
For peace ,for love tajaira kutukwa
Kungomerera tajaira kujutwa
Vanoyerera mufundisi akupreacher
Nguva inofamba haina kudhibha
Kana mati soko
Mvura ,paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva
Kana mati svoto Mvura paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva unodhumira
Kwese kwandabva ndanga ndisingambozezi
Mavanga kaaya kufunga zvakashata ini
First things first chimboterera
Pazvinhu zvisina basa usamboperera
Hauna kushuta hauna kubeeper
Havana kuziva tichakurawo
Kana mati soko
Mvura ,paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva
Kana mati svoto Mvura paine moto
Tese tinako kakuvhurika
Mese munako kakuvharika
Gaya kwawakabva unodhumira