![Kutsamwa Kune Labour ft. Saintfloew](https://source.boomplaymusic.com/group10/M00/03/20/68e0206b958f42e2bfb0040fbf3c5881_464_464.jpg)
Kutsamwa Kune Labour ft. Saintfloew Lyrics
- Genre:Others
- Year of Release:2024
Lyrics
Kutsamwa Kune Labour ft. Saintfloew - Nisha Ts
...
ndaitoda kuzotenga vheko
kudonedza musika zvekwa boom Beto
ndichinzi NDA netsa pageto
ana muchinzoanava Mwari havasi besty vako sha
these toda kukundamuchona kanazvangu zvaita mozo ndionawo
KANA Mwari vajusa ndichinzo fonawo
TTT
wangundakato Mira ku jola ndakwira gomo mokurumidza kundionawo
tese tinodanana Gunda muchiona
asi muno zvionasei
Mwari mukandipa Simba mondipa mota mondipa imbaaa lshe vangu muno ndipa pfungwa ndirimunhu we nyama pamwendinoda kusungwa
zvakakwadabuka
handinamutsunda batanidzai zvese zviri kushupa kanazabatana ndokwanisa kutosimbisa ma elder ndimati
kutsamwa kune labour Amana
(9)
TTT inindoda ku speedy ndamujachi vamwe varipo kutsoma munofunga majoyish kutsamwa ndiri Tori dis can't handitsamwe nezvando nzwa nzeve nema stach zvandaida musazo rota nezvemara ndaimunga ma nhuru ndichi komekedza mari ndaiti ndakura kupenyu don't worry ndika plani kekuzo riska ne zva Mwari
a ( Sha ) kutsamwa kune labour varira ngoma vatamba se game rekuseka ngwarira ngoma unoto fenzerwa omega (aa) hazvitsamwise zvinoti pa simba rinere major
kutsamwa kune labour Amana ( 8)
Asi munozvionasei kuti tika fighta ku bvisa kusvotesa mu game Togona kuti kondana kuto pondanamo plus tikasa panika matils mumukuto zviri straight Togona kuto bika gango nekuta hamu
Izvezvi in ndotichika ini kuunganirwa zvichinzi ndatofa ini kuswera pamba hangu ndaka brokeaa handidi kusira vana namho kanandazofa ini
kutsamwa kune labour Amana 8
wrote by Samantha G